Hazvisati zvamboitika
anoziva anoziva
tirikungo kwira miti
isinamichero
apo kwire apo kwire
kungotarisana
panowira zuva
tisina chatakabata…
© Iz Mazano 2019
This is only the first stanza of the poem
Photo: Photo by Thought Catalog on Unsplash