Kushomeka kwezvinhu
kunokakata runyararo
kunotungidza kamweya
kekusawirirana
kanokanganwa kuti kune vamwe
kanofumura kakungwarisa
kanofurira, kanobvunzisa, kanotinetsei
kanoti ko kwangu kwakamira sei?
POEM: Iz Mazano
IMAGE: David Clode
Give someone the gift of poetry. Please share...