Kunaka kwemhunhu

Tombonzwa
kutapira kwazo
kumbonyatso
nanzva upenyu
panobuda
shuga yacho
timbonzwa
kakubvundirira
muviri uchizunguzika
nehuflidlongo wemunhu
ndazobvuma
munorevesa
munhu anonaka wo

© Iz Mazano 2019
Photo by Oleg Magni from Pexels

0 0 vote
Article Rating
Subscribe
Notify of
guest
0 Comments
Inline Feedbacks
View all comments